Muyeramwaka

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Muzvidzidzo zvinotevera: Taranyika; Jekanyika, nePimanzvimbo, Muyeramwaka, (Latitude) mitsetse inobatanidza nzvimbo dzine nhambwe yegonya yakaenzana kana gonya richipimwa kubva paMutsazanisi zvichienda kuMaodzanyemba kana kuChamhembe kweMutsazanisi.

Muyeramwaka inoverengwa ichibva paMutsazanisi uyo unopiwa nhamba 0o. Nhamba yelatitude inokwira zvichienda kuNorth pole - nhamba dzichipiwa vara (+), kudzamara dzasvika pa +90o. Nhamba yelatitude inodzika zvichenda kuSouth pole, nhamba dzichipiwa vara (-), kudzamara dzasvika pa -90o. Izvi zvinoreva kuti latitude 20o iri kuMaodzanyemba kweMutsazanisi; latitude -30o kana kuti 30oS iri kuChamhembe kweMutsazanisi. Mepu inotaridza mitsetse yelatitude ichibva kamadokero kuenda kumabvazuva.

Zvizere zvinotsanangura kukosha kweMuyeramwaka zvinowanikwa pachinyorwa Mwaka yepaNyika.

Personal tools
Namespaces

Variants
Actions
Banguranyika
Maturuzi
Mimwe Mitauro