Mbariro dzeTaranyika

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuRumbariro)

Muzvidzidzo zvinotevera: Taranyika; Jekanyika, nePimanzvimbo - Mbariro dzeTaranyika, (Latitude) mitsetse inobatanidza nzvimbo dzine nhambwe yegonyo yakaenzana kana gonyo richipimwa kubva paMuenzanisi zvichienda kuMaodzanyemba kana kuChamhembe kweMuenzanisi.

Rumbariro runoverengwa zvichibva paMuenzanisi uyo unopiwa nhamba 0o. Nhamba yerumbariro inokwira zvichienda kuNorth pole - nhamba dzichipiwa vara (+), kudzamara dzasvika pa +90o. Nhamba yerumbariro inodzika zvichenda kuSouth pole, nhamba dzichipiwa vara (-), kudzamara dzasvika pa -90o. Izvi zvinoreva kuti latitude 20o iri kuMaodzanyemba kweMuenzanisi; rumbariro -30o kana kuti 30oS iri kuChamhembe kweMuenzanisi. Mepu inotaridza mitsetse yelatitude ichibva kamadokero kuenda kumabvazuva.

Zvizere zvinotsanangura kukosha kwerumbariro zvinowanikwa pachinyorwa Mwaka yepaNyika. Nokumwe kutaura tingaturikira tichiti runera kana kuti muyeramwaka. Gonga rekuChamhembe riri parumbariro 90oS.