Maodzanyemba
From Wikipedia
Maodzanyemba: Iri idivi rekurudyi kwemunhu kana akatarisa kunovirira zuva (kumavirazuva kana kuti kumadokero). Ku maodzanyemba kwakapesana nokuchamhembe.