Tarachisi

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuTaranyika)

Tarachisi (Geography) - iri izwi riri kubva kumazwi ari kuEnglish anoti: geo rinoreva nyika (earth) muChiGreeK, uye graph rinoreva mutaro kana kuti mufananidzo.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaTonga vanoti cisi (land, country, place, nation). VaGiryama vanoti tsi (land).
  • VaLunda neVaLenje vanoti chisi (country, region, land, district, village and its neighbourhood).
  • VaLenje vanoti nshi kana nsi (land, region, ground underfoot) apa kurva pasi kana pavhu.
  • Kinyarwanda inoti isi (world, earth). Lugwere vanoti chisi (region, country).