Gungwa
From Wikipedia
Muchidzidzo Taranyika, gungwa (Sea, Ocean) izwi rinoreva nzvimbo dzakakurisa dzinochengeta mitumbi yemvura yakawanda samare, iyi mvura iri mugungwa inowanikwa iine munyu zvokuti hainwike. Magungwa makuru anosanganisira Indian Ocean, Pacific Ocean, neAtlantic Ocean.
Kana uso hwePasirose hwapimwa panoonekwa kuti chikamu che 71 pazana (71%) chakafukidzwa nemvura yegungwa.