Gungwa re Atlandiki

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuGungwa reAtlantic)

Gungwa re Atlandiki (kureva Atlantic ocean) Gungwa re Ruatlandi kana Gungwa re Atyandiki, apa kutodza bumbiro re mabhi e Chikaranga chinoreketa /ty/ sa /tl/ uye /ty/ sa /ti-ya/. Bhahari iri rinoti Afurika ne Yuropu dziri kumabvazuva, Amerika Maodzanyemba ne Amerika Chamhembe dziri kuMadokero iro riri pakati. Gungwa iri ndiro rakayambutswa Vanhu vemuAfurika vachinotengeswa muhuranda kuAmerika.

Tarisai futi:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]