Munyu (salt in English) ndiwo uya watinoshandisa kurunga chokudya mudzimba. Munyu unokohwewa kubva mugungwa; kune dzimwe nzvimbo unocherwa pamugodhi.
Mabasa eMunyu [chinja]
- Kurunga chekudya
- Kuchengetedza chikafu chinenge chawomeswa zvikurusei nyama.
- Kunyungudutsa mazaya echando kunyika dzinotonhora dzakaita seRussia neCanada.