Zvinamato zve pasirose

Kubva Wikipedia

Zvinamato zve pasirose mupanguro unoshandiswa muchidhomo che chinamato pakupangura zvinamato zvishanu—uye nedzinowedzerwa mudzimwe nguva—dzikurusa uye dzinozivikanwa pasirose pamuendo werunamato. Ukristu, Uyisalama, Uhindu, Ubhudha uye Ujudha zvinamato zvinowanikwa muudorongodzwa nguvadzose, dzichizivikwa se "Dzishanu Dzikuru". Vamwe vanyafundi (vaskola) vanosanganisa wo zvimwe zvinamato zve pasirose, senge Usikhi, Utao, Ubhaha'i, Ujaini, Ukonfuzhi, Ushintho, Uzoroasti, mumupanguro wacho. Izvi zvinowanzo iswa muchiringaniswo nemimwe mipanguro, senge zvinamato zvechigu uye miendo ye zvinamato itsva, ayo anoshandiswa wo ne vanyafundi mundima iyi yetsvagurudzo.

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]