Ushintho

From Wikipedia

Ushintho kana Cshintho (Chijapani: 神道, chiroma: Shintō) chinamato chekuJapani. Chinopangurwa sechinamato chekuEzhiya ye Mabvazuva ne maaskola echinamato, vatendi vayo vanoiona sechinamato chidza cheJapani uye sechinamato chizvarwa. Dzimwenguva maskora vanodana vatendi vayo kuti Vashinto .

Chindau: -Ntho[chinja | edit source]