Uzoroasti

From Wikipedia

Uzoroasti kana Chizoroasti chinamato chekuIrani uye chimwe chinamato chakarongenga kwazvo pasirose, chinotodza zvidzidziso svikiro yechiIrani anonzi Zoroasti. Chinamato chinehunyambiri paruambachose (kozimoloji) rwe hunaku ne uvi nemuchinamato chinotenda Mwari mumwechete uye chinovuka kukundwa kwe uvi ne hunaku. Uzoroasti unotenda munamatwi asina kusikwa uye anemutsa anozivikanwa sa Ahura Mazda (kureva. 'Ishe weNjere') seMukurukuru.

Ringai zve:[chinja | edit source]