Svetuka kuchirochemo

Zimdancehall

Kubva Wikipedia

Zimdhanzhoro (kureva Zimdancehall kana Zimdzanahoro paChishongezi) inzambodzasi yemhanzi yechiRhege kana Dhanzhoro yekwedu kuZimbabwe. Inobva mutsika yechikare, yaive ye kushaura (kana kuchantha) pakusvitsa shomodzo. Zimdhanzhoro yakatanga kuwana mbiri mushure mekuwa kwemsambo we Ebheni Guruvhu. Vayimbi vakuru vanoita zve Zimdhanzhoro vanosanganisa Winky D, Sniper Storm, Daddie Distress, Ras Tavonga (Jah Bless), Freeman HKD, Lewaz Skattah pakati pevamwe.

Mamwe mashoko[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]