Kushaura

Kubva Wikipedia

Mumimhanzi ye Chivanhu, Kushaura, ndicho chikamu chinotungamidza. Chingaenzaniswa nechikamu chekutsinhira.

Kushaura chikamu chekutanga kutsinhira chikamu chinotevera chinosarira ne bhiti rimwe, muchitevero chemabhiti makuminembiri. Zvakadaro, zvimwe zvikamu zvinosanganisa zvose kushaura ne kutsinhira zvichienderana neparizvirikuridzwa. Pakazhinji, kushaura kunoridzwa nechekusarira bhiti rimwe kuti kutsinhira kugadzirwe.

Ringai zve[chinjirudza | chinjirudza mabviro]