Zeng'e, 30Zn
|
|
Zeng'e
|
Ratidziko:
|
udarejena-pfumbu
|
Chidzikwe chehuremu
wehatomu Ar°(Zn)
|
- 65.38±0.02
- 65.38±0.02 (abridged)
|
Numeri ye hatomu (Z):
|
30
|
Boka:
|
boka 12
|
Piriyodhi:
|
piriyodhi 4
|
Bhuroku:
|
d-bhoruku
|
Jenganiso yemhodzigetsi:
|
[Ar] 3d10 4s2
|
Mhodzigetsi muchigoko:
|
2, 8, 18, 2
|
Miriki ye Mtumbi
|
Fezi pa STP:
|
godo
|
Poyindi yekunyauka:
|
692.68 K (419.53 °C, 787.15 °F)
|
Poyindi yekufanza:
|
1180 K (907 °C, 1665 °F)
|
Dhensiti (pedyo ne-r.t.):
|
7.14 g/cm3
|
Semutuvi (pa-m.p.):
|
6.57 g/cm3
|
Dziya yekunyenguka:
|
7.32 kJ/mol
|
Dziya yekupfunga:
|
115 kJ/mol
|
Molar heat capacity
|
25.470 J/(mol·K)
|
Vapor pressure
P (Pa)
|
1
|
10
|
100
|
1 k
|
10 k
|
100 k
|
at T (K)
|
610
|
670
|
750
|
852
|
990
|
1179
|
|
Miriki dze hatomu
|
Umiriro we rututsiro:
|
−2, 0, +1, +2 (an amphoteric oxide)
|
Uhwaradadahwegetsi
(Electronegativity):
|
Pauling scale: 1.65
|
Ito (eneji) dzekunonda:
|
- 1st: 906.4 kJ/mol
- 2nd: 1733.3 kJ/mol
- 3rd: 3833 kJ/mol
- (more)
|
Rhedhiyasi ye hatomu:
|
empirical: 134 pm
|
Rhedhiyasi ye Gombedzwana:
|
122±4 pm
|
Rhedhiyasi yeVhandewaarusi:
|
139 pm
|
|
Zeng'e (kureva zinc) zingi kana dzeng'e, inhangande ye chimishonga inechiratidzo Zn uye numeri ye hatomu 30. Zeng'e irinotyoka zvirinyore muhujoto wechumba uye ine urakidzo hunoita kakupenya-ne-kaupfumbu kana rututsiro rwabviswa. Ndiyo nhangande yekutanga muboka guminembiri (IIB) retafura ye rupoterero. Mumamwe maringiro, zeng'e paruchemishonga yakaiti fananei nemaganesi: ese manhangande mairi anorakidza umiriro ye rututsiro rumwe bedzi (+2), ne Zn2+ uye ne manonda e Mg2+ ekukura kwakafanana. Zeng'e ndiro nhangande remakumimairi-nenna pakuwanda mugoko reRinopasi ne enzanhara shanu dzakadzidzinindika. Chitofu chinjee chezeng'e isifarheli (kureva sphalerite, sanganiswa yezeng'e), muchegwa we chisarufa chezeng'e.