Rututsiro

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Rututsiro (Chingezi: oxidation; redox) izwi rinowanikwa kuChemishonga - izvi zvichireva kupamhidzira mhodzigetsi muatomu. Izvi zvinoreva kuti atomu rinosara raane chaji yakahwarara (-ve).

Chiitiko chinobvisa mhodzigetsi chinonzi rupungudzo reduction kuEnglish Chemistry.