Waya

Kubva Wikipedia
Waya

Waya zvinoreva simbi yakazvuviwa kuita tambo nhete. Waya dzinoshandiswa kutakura mitoro, kutakura magetsi, nokutakura mashoko erunhare.

Mamwe mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Mundarira kana rundarira (copper wire) apa kureva waya yendarira. Aya mashoko anokwanisa kuzoshandiswa kuturikira chinonzi online kuEnglish. Sokuti - Zvauri kubvunza izvo unozviwana wakapinda parundarira.
  • Chisambara (1. Wire decoration on stick; brass wire work on stick, handles etc.) rudavado rwakaitwa newaya pachimuti.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]