Ndarira

Kubva Wikipedia
muenzaniso wechisikwa chevanhu chendarira

Ndarira (Nge. bronze; alloy of copper) ndarira ialoi inonyanyo umbwa kubva pamhangura, ndosaka dzisiwanzo sanganisirwa uye kupesaniswa mazita futi. Kazhinji ndarira inenge 12-12.5% gaba[1] (kana stani; tini) uye kazhinji pamwe nekuwedzera kweimwe simbi (senge arumininai, manganisi, nikeru kana zeng'e) uye dzimwe nguva isiri-simbi kana Machisimbi (metalloids) se Zaruni (kana aruseni; aseniki), Chifosiforo kana Sirikoni. Izvi zvinowedzera zvinogadzira huwandu hwema maaloyi angave akaoma kupfuura mhangura basi, kana ane zvimwe zvinobatsira zvinhu, sesimba, ductility, kana humuchina (machinability).

Unenaruvambo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Unenaruvambo kureva etymology

Izwi rekuti ndarira (1730-40) rakakweretwa kubva kuNdarira ye Middle French (1511), iro pacharo rakakweretwa kubva kuItalian bronzo 'bell metal, brass' (13th century, yakanyorwa muMedieval Latin sebronzium) kubva kune chero:

  • brontion, kumashure-kuumbwa kubva kuByzantine Giriki brontēsíon (βροντησίον, 11th century), pamwe kubva kuBrentḗsion (Βρεντήσιον, 'Brindisi', inozivikanwa nendarira yayo; kana pakutanga:
  • muchimiro chayo chekutanga kubva kuChiperusiya cheKare birinj, biranj (برنج, 'musafuri', modern berenj) uye piring (پرنگ) 'mhangura', kwakabvawo kuGeorgian brinǯi (ბრინჯი), Chituruki pirinç, uye Chiameniya brinj ( ), zvakare zvichireva 'ndarira'.

Zvimwe zvinyorwa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mazwi ashandiswa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • aloyi - kureva alloy
  • gaba - kureva stani (kubva pazita rayo reChiratini stanium kana tini kubva paChingezi)
  • Zaruni - kureva arsenic kubva pazita rayo reChiirani chekare.

Mienzaniso eizwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Chiripo-chiripo ndarira imwe hairiri. There must be a cause, one brass wire does not tinkle.
  • Chiripo-chirpo nyamugwe imwe hairiri. There must be a cause, one brass wire does not tinkle.

Mumitauro ye Chibhantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mabviro eruzivo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  1. https://vashona.com/en/dictionary/en/tin
  2. ""brass mu Chishona"". Archived from the original on 2022-04-16. Retrieved 2022-04-16.