Vutahwashe

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Vutahwashe kana Vutabwashe izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Mururimi rweKikongo vanoti wuta (to bear, bring forth, give birth to, to be delivered of child, to breed, to produce, to be fruitful, to generate, to beget).
  • Mururimi rweKikongo vanoti wutana (to fecund, to be prolific in bearing, to multiply prolifically).
  • Mururimi rweKikongo vanoti wutuka (to be born).
  • Mururimi rweKikongo vanoti ewuta (a bearing, a bringing forth) kureva kubereka kana kuzvara.