Vundu sezita
Mataridziko
Vundu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, neMalawi.
- Vanhu vane zita iri: Lily Vundu; Magret Vundu; Gershem Vundu; Lovejoy Vundu.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.
- Luganda vanoti vundu (adj. putrid, rotten, unsound; corrupt). Luganda vanoti obuvundu (adj. decomposition, badness, corruption)
- Luganda vanoti okuvunda (v. rot, spoil, decay, decompose, corrupt, putrefy) kureva kuwunda.
- MaZulu vanoti vunda (to rot; to decay; to go bad; to get spoiled) vachireva kuwunda kana kuvunda.
- Nyungwe vanoti -bvunda (rot) kureva kuwora. VaKagulu vanoti -funda (v. decompose) kureva kubvurunuka kana kuwunduka?