Svetuka kuchirochemo

Vhemba

Kubva Wikipedia

Vhemba izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Zakaria Vhemba; Angelica Vhemba; Tonderayi Vhemba; Ana Vemba; Gisele Vemba.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • VaVenda vanoti vhemba kana luvhemba (n. layer).
  • Nsenga vanoti vemba (n. a measure of one arm's length).
  • Kimbundu vanoti kitembo (n. wind) kureva mhepo.