Vayorubha

Kubva Wikipedia

Vayorubha (Chiyorubha: Ìran Yorùbá, Ọmọ Odùduwà, Ọmọ Káàárọ̀-oòjíire) kana Wayoruba ruchava rwevanhu vanobva kumadokero e Afurika vanowanikwa paruzhinji muNaijeriya, Bhenini ne Togo. Maruwa enyika idzi akazadziswa neVayorubha pachimotsi anonzi Muyorubha. Vayorubha vanotora uwandu wevanhu unosvika 42 miriyoni muAfurika, uye mazana akatiwandei kunze kweziwumbe, pamusoro pezvo vanevamiriri pakati pemamemba ekuAfurika ye Dhayaspora. Huzhinji hwe Vayorubha hwunowanikwa munyika ye Naijeriya, uko kwavanoumba 21% yehuwandu hwe vagari venyika zvichienderana ne mafungidziro eCIA, zvichivaita rimwe boka reruchava rikurukuru pakati pemamwe muAfurika. Vazhinji vavo vanotaura Chiyorubha, mutauro wemhuri ye chiNaija-Kongo une numeri ihurusa yevatauri vokuzvarwa.

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]