Vaitsekiri

Kubva Wikipedia

Vaitsekiri (kana futi VaIsekiri, iJekri, Itsekri, Ishekiri, uyewo VaItsekhiri) ibokakutsi rechiYorubha rekuruwa re Dheruta re Nayizhe muNaijeriya, Muvuso weDheruta. Murizvino Vaitsekeri vanotora huwandu hwevanhu ungasvike 2.7 miriyoni, uye vanogara pachimotsi kuWarri South, Warri North ne Warri South West hurumende dze dunhudiki yemo dze Muvuso we Dheruta paGombe re Ruatlandi kuNaijeriya. Nzanga dzakakosha dze Vaitsekeri dzinowanikwa muzvikamu zvemavuso eEdo ne Ondo uye nemaguta akasiyana-siyana emuNaijireiya zvichisanganisa Lagosi, Guta Bhenini, Port Harcourt ne Abhuja.

Vaitsekiri vanotaura Chiitsekiri.

Mashoko[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • venevevhu - owners of the land/soil; indigenous