Hugwara

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuMutyi)

Hugwara, hutyutyu kana humbwende (cowardice) zvinoreva kutya kwakanyanya.

Tsumo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Mbwende haina vanga. A coward has no scar.
  • Kutya hakuna gobvu. The fearful has no scar. (gobvu: scar)
  • Mvura inoshinyira ngeiri pazambuko. The most threatening floods are those at a ford.
  • Rugarahomba harugari murume mutyi. A daring kind of life cannot be adopted by a coward.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • AmaZulu vanoti gwala kana amagwala (coward, craven) kureva gwara.
  • AmaZulu vanoti ubugwala (cowardice) kureva hugwara.
  • MaXhosa vanoti ukugwala (to act cowardly) kureva kuita hugwara.