Uzumba

Kubva Wikipedia

Uzumba izita rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Farai Uzumba.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Shambala vanoti Uzumbe (n. Kingdom). Fananidzai nokuti Jumbe?
  • Kimbundu vanoti nzumba (n. purple). Kiha vanoti nzumba (n. rumours) vachireva makuhwa kana runyerekupe.
  • Nsenga vanoti kudzumba (1. to sit, 2. continue, remain). Mamwe mazwi: dzumbu (n. a resting p;lace on the road).
  • Nsenga vanoti kudzumbela (esp in the sense of wait for game).