Tsambe sezita

Kubva Wikipedia

Tsambe izita remhuri muZimbabwe, neMozambique.

  • Vanhu vane zita iri: Ezequiel Tsambe; Filis Tsambe; AntonioTsambe; Innocent Tsambe..
  • Mudunhu reManicaland kune musha unonzi Tsambe kunova ndiko kwakavakwa chikoro cheSt Augustines, Zimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Nyanja inoti tsambe (n. a species of mouse, white belly, fur, very fat, short tail, teeth like mouse) kureva rudzi rwembeva.