Talala sezita
Mataridziko
Talala izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe neKenya.
- Vanhu vane zita iri: Emily Talala; Talala Malunga; Agnes Talala; Talala Dube.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.
- Bemba inoti talala (adj. Cool).