Taketomi, Okinawa

Kubva Wikipedia

Taketomi (竹富町, Taketomi-chō, Chiyaeyama: Teedun, Chiokinawa: Dakidun) ijarati rakagadzikwa kuDunhudiki re Yaeyama, Ufuke we Okinawa, Japani.

Jaratiro rinosanganisa zvitsuwa zvese zviri muZvitsuwa zve Yaeyama kunze kwe Ishigaki, Yonaguni, uye Zvitsuwa zve Senkaku. Izvi zvinosanganisa zvitsuwa zve Iriomote, Yubhu, Taketomi, Kohama, Kuroshima, Hateruma, uye Hatoma. Kunyangwe Ishigaki isiri chikamu chejarati re Taketomi, horo re jarati rakagadzikwa ko.

Kubva munaGumigiri 2016, jarati iri rine huwandu hwe vagari vangasvika 4,050 uye dhenziti ye vagari ye 12 vagari paskweya rekiromita (31/sk mi). Hwerengo ye ruwa i334.02 skweya makiromita (128.97 sk mi).

Zvirimo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Nhandare ye Hateruma yakagadzikwa paChitsuwa che Hateruma muTaketomi.