Chitsuwa che Hateruma

Kubva Wikipedia

Chitsuwa che Hateruma (Chijapani: 波照間島; Hateruma-jima; Chiyaeyama: Patirooma, Ruhateruma: Besїma "chitsuwa chedu", Chiokanawa: Hatiruma, Chiryukyu: は°たら Patara) kana Hateruma-tsuwa nekupfupisa tichitodza Chijapani, chitsuwa chiri muDunhudiki re Yaeyama muUfuke we Okinawa, Japani. Ndicho chitsuwa chekuruchamhembemhembe chinevagari muJapani. Chiri pakati pezvitsuwa zve Yaeyama, uye yakagadzikwa makiromita makumimairi-nenna (matanho gumishanu).

Hateruma, rakavumbwa nezvitumbawe, rine ruwa runotora 12.7 km2 (4.9 sk mi) uye vagari vangasvika mazanamatanhatu. Zviro zvikuru zvechitsuwacho zvinosanganisa, nzimbe, tsvigiri uye Awanami, mhando yechinwiwa chedoro awamori. Nzvimbo yayo yekuruchamhembe inoita kuti ive pakati penzvimbo dzisina kuwanda dzemuJapani dzinobvumira kuoneka kwe Twizagono.

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]