Zvitsuwa zve Senkaku

Kubva Wikipedia

Zvitsuwa zve Sengaku (Chijapani: 尖閣諸島, Senkaku-shotō) iboka rezvitsuwa zvisinavagari zviri muBhahari re Chayina Chamhembe, zvakandaurudzwa ne Japani. Zvakagadzikwa kumaodzanyembaemabvazuva eTaiwani, mabvazuva eChayina, madokero eChitsuwa che Okinawa, uye kumaodzanyemba ekumagumiro echekuchamhembechemadokero eZvitsuwa zve Ryukyu. Zvinozivikanwa zve se Zvitsuwa zve Pinakoro kana Zvitsuwa zve Dhiaoyu muChayina uye se Zvitsuwa zve Tiaoyutai muTaiwani.

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]