Svundu

Kubva Wikipedia

Svundu (kureva reddish-brown; rufous) muvara wechimbise uye utsvuku.

Mitauro ye Chibantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Chizulu chinoti nsundu uye Chixhosa chinoti ntsundu kureva mbise, kana ruvara rwe ganda re vanhu vatema zvichifanana ne svundu.

Ringai futi:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]