Sungura sezita
Mataridziko
Sungura izita remhuri rinowanikwa muKenya, neTanzania.
- Vanhu vane zita iri: Sungura Kiza; Espoir Sungura; Karim Sungura; Kanyungu Sungura.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.