Strive Masiyiwa
Mataridziko
Masiyiwa ariku Youth Town Hall kuKigali, Rwanda naMutungamiri wenyika Paul Kagame | |
Zita | Strive Masiyiwa |
Akazvarwa | 29 Ndira 1961 (zera 60) Zimbabwe |
---|---|
Nyika | Zimbabwean |
Chikoro | Yunivhesiti yeWales |
Basa | Businessman |
Net worth | US$1.3 billion (Kurume 2020) |
Tumidzo | Founder and executive chairman, Econet Global |
Bhodhi memba we | UnileverNational Geographic SocietyBank of America Asia SocietyRockefeller FoundationMorehouse CollegeAshinaga (organization) Netflix |
Mudzimai | Tsitsi Masiyiwa |
Vana | 6 |
Strive Masiyiwa (akazvarwa 29 Ndira 1961) mubhiriyone murume webhizinesi ne philanthropist wekuZimbabwe anogara kuRandani (London). Ndiye muvambi nasachigaro mukuru weboka repasi rese rehunyanzvi Econet Global.
Akawana kuzivikanwa pasi rose nekuda kwehunyanzvi hwebhizinesi uye philanthropy, uye anoonekwa semumwe wevanhu vane rupo kwazvo muAfurika.[1][2] Masiyiwa akapa mabhezari kune vechidiki vanopfuura mazana maviri nemakumi mashanu ezviuru vemuAfrika mumakore makumi maviri apfuura kuburikidza nehukama hwemhuri yake.[3][4] Anotsigira nherera dzinodarika zviuru makumi mana nezvirongwa zvedzidzo uye anotsigira vadzidzi kumayunivhesiti emuAmerika, Bhuritani neChayina.[5][6]
Mabviro eruzivo
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- ↑ Pilling, David (15 November 2017). "Rise of Africa's wealthy class drives change from within". FT. London. Retrieved 15 November 2017.
- ↑ "Strive Masiyiwa interview: Not everybody's an enterpreneur". African Business Magazine. London. Retrieved 11 November 2015.
- ↑ Nsehe, Mfonobong (13 June 2018). "Zimbabwean Billionaire Strive Masiyiwa And Wife Receive British Award For Philanthropy". Forbes. Africa. Retrieved 13 June 2018.
- ↑ "African business leaders find new ways to give back". FT. London. Retrieved 15 November 2017.
- ↑ Nsehe, Mfonobong. "The Millionaire's Wife Who Feeds 40,000 Children". Forbes. Africa. Retrieved 10 October 2013.
- ↑ Rukaya, Abudu (10 October 2013). "Zimbabwe's Richest Couple Feed and Educate 40,000 Orphans and Vulnerable Children". Blacklikemoi. Africa. Retrieved 10 October 2013.