Svetuka kuchirochemo

Songora

Kubva Wikipedia

Songora izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe, Namibia, Tanzania neKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Jack Songora; Ruth Songora; Michael Songora; Annastasia Songora.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Mambwe vanoti songola (n. to be pointed, sharp). Mamwe mazwi: nsongo (point or extremity of any instrument, as spear, arrow, knife, pen, etc).
  • Mambwe vanoti -songoloka (to be diluted, as beer, wine; to be too thin, too watery).
  • Mambwe vanoti cisongolwa (n. chips of wood, when sharpening a stake).