Simbo sezita
Mataridziko
Simbo izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe neUganda.
- Vanhu vane zita iri: Vongai Simbo; Taurai Simbo; Benard Simbo; Nyasha Simbo.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.