Nhangande dzeRudarikira

From Wikipedia
(Redirected from Simbi dzeRudarikira)
Jump to: navigation, search

Nhangande dzeRudarikira (transition elements) imhando yenhangande dzinoti deze (shell/orbital) rezasi rakaziyama (harina kuzara) asi deze rekumucheto richigashira mhunzigetsi (electrons) dzakakwana. Nhangande dzeRudarikira dzine nhamba dzeHatomu dzinoti: 21–29, 39–47, 57–79, uye 89–107. Saka zita rokuti Nhangande dzeRudarikira rinobva pakuti dendera remukati rakaziyama asi dendera rekumucheto rizere. Nickel imhando yeNhangande yeRudarikira.