Shure

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Shure (place behind the back) zvinoreva nzvimbo iri seri kwemunhu kune musana negotsi.

Mamwe mashoko anoreva shure ndeaya: mhera, muvha, sure.

  • Izwi rokuti i kamba (back of the body) rinotaurwa kuKalanga richireva shure kwemuviri.