Svetuka kuchirochemo

Seti

Kubva Wikipedia

Seti (Šēt kuChihebheru, zita rake kuChivanhu rinoturikirwa kunzi Tsveta) muzvinamato zve Ruabarahama, waive mukororo wechitatu waAdhamu na Evha. Zvichienderana neBhaibheri reChihebheru, aive nehanzvadzikomana dziviri: Kayini na Abhero. Sokutodza Mavambo 4:25, Seti wakazvarwa mushure mwekuurawa kwa Abhero na Kayini, uye Evha wakatenda kuti Mwari vakamupa kwaari pamusoro pa Abhero wakangawashayika.

Seti waive mwamuna wa Noamu.

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]