Svetuka kuchirochemo

Zvinamato zve Ruabarahama

Kubva Wikipedia

Zvinamato zve Ruabarama (nge. Abrahamic religions) iboka rezvinamato zvinoringira pakati kunamatwa kwa Mwari wa Abarahama. Abarahama, satate wechiHebheru, anotaurwa nezake kakuru muzvigwaro zvechinamato zveRuabarama Bhaibheri, Kurani, Toraa.

Mashoko okuziva:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Satate, Sabambo - kureva patriach. kutodza shoko rokuti: Tateguru - male ancestor
    • Nyatete, Nyamhe - kureva matriach. kutodza shoko rokuti: Teteguru - female ancestor