Svetuka kuchirochemo

Enoshi

Kubva Wikipedia

Enoshi kana Henosi (Ĕnōš kuChihebheru, zita rake rinoturikirwa kuChivanhu sa ...?) umunhu unowanikwa muN'wadhi ra Mavambo remuBhaibheri reChihebheru. Unotsanangurwa semukororo wokutanga waSeti unoverengerwa pakati vemizera[C 1] ya Adhamu, uye unotaurwa nezvake mumiambabari[C 2] ya N'wadhi rokutanga raMaviringuro.

Sokutodza Ukristu, waive muchikamu cheruambabari rwa Ishe Jesu sezvakarevwa muna Ruka 3:38.

Zita[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Chihebheru: Ĕnōš kureva "munhu mufi"; Chiarabhu: أَنُوش/يَانِش, Yāniš/’Anūš; Chigiriki: Ἐνώς Enṓs; Chige'ezi: ሄኖስ; Henos.

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mabviro eruzivo:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  1. generations.,
  2. geneology.,