Kusendekera
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuSendekera)
Kusendekera izvi iri harisati rawanikwa kuti rinorevei? Tichitarisa mazwi anobva kuVaLozi izwi iri rinenge rinoreva kutaura nechibhende.
- Zvichida izwi rokuti Kusendekera rinotodzana nezita rinonzi Masendeke?
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Kune rwiyo rwakaimbwa nguva yeHondo yeChimurenga rwainzi Sendekera Mukoma Chakanyuka. Rwiyo urwu rwaiti:
Sendekera Mukoma Chakanyuka
Taura tinzweka Mukoma Chakanyuka
Ndizvozvoka Mukoma Chakanyuka
Sendekera Mukoma Chakanyuka
- Zvichida rwiyo uyu rwairevera kuti mukoma Chakanyuka vataure vachibhendeka kuitira kuti muvengi weChirungu asanzwa.
Mazwi eBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaLozi vanoti -shendekela (v.t. to speak ironically to someone).
- VaLozi vanoti mashendekela kana mashendekala (n. irony, sarcasm) kureva chibhende.