Sawaya sezita

Kubva Wikipedia

Sawaya izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Kasawaya (White, early maturing var groundnut).

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Manga Kanuri inoti sàwàyâ (n. cause) kureva chikonzero.
  • Swahili vanoti sawazisha kana sawanyisha (make even or similar, compare).
  • Kwama vanoti sawa (adj. 1. be equal, 2. same kind; equal status, 3. optimal).