Sapuwa sezita

Kubva Wikipedia

Sapuwa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neMalawi.

  • Vanhu vane zita iri: Mphatso Sapuwa; EIizabeth Sapuwa; Carlaw Sapuwa; Phoebe Sapuwa.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Kwama vanoti sappur (n. blackboard).