Ruvara

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
  • Ruvara (Colour) apa kureva rudzi rwechinhu rwatinoona neziso sokuti nhema, dzvuku, pfumbu, kiwani zvichingodaro.
  • Ruvara (Site of new house) apa kureva nzvimbo iri kuvakwa musha mutsva.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Vatauri veYao vanoti luwala (an open space) kureva ruvara.
  • VaUmbundu vanoti ociwala (ground that is broken - cleared) kureva ruvara.


Disambig.svg
This disambiguation page lists articles associated with the same title.
If an internal link led you here, you may wish to change the link to point directly to the intended article.