Manomano

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Manomano izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Kazhinji ukaona izwi radzokororwa muChiShona kureva kuti pane pfungwa iri kutsimbidzirwa - sokuti kubata-bata, kupinda-pinda.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Mururimi rweLenje vanoti mano (sense, intelligence, reason, wisdom, cleverness, knowledge) vachireva mano.