Rukodzi

From Wikipedia
African Goshawk RWD2.jpg

Rukodzi kana kuti ruvango (Hawk in English) ishiri inowanikwa musango muno muAfrica uye kuNorth America neAustralia. Rukodzi runodya nhiyo kumamisha kune huku dzinofamba panze dzisiri muchikwere kana kuti zumbu.

Vamwe vanoti godzi kana riri rimwe, awanda voti makodzi.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]