Ruguva sezita

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Ruguva izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • MaZulu vanoti ulugu6a (Flank or side (of man or beast); top part of the upper arm or shoulder. 2. Muscular strength).
  • MaZulu vanoti ulugu6a (Cold-shouldering, unsociable disposition).
  • MaZulu vanoti gu6a (1. Keep at arm's length, cold-shoulder. 3. Stint, be niggardly towards). Sokuti: Wamenzela izingu6a (He cold-shouldered him).

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • Guva (Grave) apa kureva rinda rinovingwa munhu afa.
  • Guva, butu kana mabutu (1. Husk or bran of bulrush millet or sorghum; 2. Husk of maize grain).
  • Guva (Dust place for sitting; floor).