Rugundiya

Kubva Wikipedia

Rugundiya izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Maconde inoti likundi kana makundi pakuwanda (n. crowd, company, group) kureva boka.
  • Hadiyya inoti gunda (short, dwarf) kureva kupfipika. Gundukko (to be short).