Svetuka kuchirochemo

Ruambarukweguro

Kubva Wikipedia

Izwi rokuti ruambarukweguro riri kuturikira chinonzi Gerontology kuEnglish chinova chidzidzo chevatana kana kuti chinotarira zvevanhu vakwegura uye zvirwere nematambudziko avanosangana nawo.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaChewa vanoti muyambo (traditional stories and teachings, customs of a people).
  • VaVenda vanoti luambo (n. language) kureva mutauro. Mamwe mazwi: amba (v. talk).