Maranzi

From Wikipedia
(Redirected from Ranzi)
Jump to navigation Jump to search

Bwirazuva, maranzi kana muzhwari (beam of sun, a ray of the sun).

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaVenda vanoti sasaladzi kana masasaladzi (n. sunbeam) kureva ranzi. Mamwe mazwi: lisasaladzi (n. ray).
  • VaKabwa vanoti omuringari (ray of light e.g. from the moon) kureva maranzi. MaZulu vanoti umsebe (n. ray) kureva ranzi.
  • VaTonga vanoti mutunga (n. ray of light) kureva maranzi echiedza. Kinande vanoti omu̧sáláli (n. a ray of light).
  • VaGungu vanoti maranga ga lyoba (n. sun rays, shafts, beams of light from the sun) kureva maranzi ezuva.