Nzamba sezita
Nzamba izita remhuri rinowanikwa muMozambique, Gabon neCongo Kinshasa.
- Vanhu vane zita iri: Sephora Nzamba; Sonia Nzamba; Darelle Nzamba; Melanie Nzamba.
Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.