Nyepura

Kubva Wikipedia

Nyepura izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neTanzania.

  • Vanhu vane zita iri: Rumbi Nyepura; Zawadi Nyepura.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Herero vanoti nyepura kana kepura (n. cut through, cut off).